Ruka 9:14 - Shona BIBLE14 Nokuti vaiva varume vanenge zviuru zvishanu. Akati kuvadzidzi vake, “Vagarisei pasi vaite mapoka, ana vanhu vanenge makumi mashanu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ʋaiʋa ʋarume ʋaneŋge ɀuru ɀishanu. Akati kuʋadzidzi ʋake: Ʋagarisei pasi ʋaite mapoka, anaʋanhu ʋaneŋge makumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti vaiva varume vanenge zviuru zvishanu. Akati kuvadzidzi vake, “Vagarisei pasi vaite mapoka, anavanhu vanenge makumi mashanu” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvozvo pakanga paine varume vainge zviuru zvishanu. Jesu akati kuvadzidzi vake, “Itai kuti vanhu vagare pasi muzvikwata zvavanhu vanenge makumi mashanu pachikwata choga choga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izvozvo pakanga paine varume vainge zviuru zvishanu. Jesu akati kuvadzidzi vake, “Itai kuti vanhu vagare pasi muzvikwata zvavanhu vanenge makumi mashanu pachikwata choga choga.” Viz kapitola |