Ruka 8:8 - Shona BIBLE8 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikamera, dzikabereka zvibereko zvine zana. Akati ataura izvozvo, akadanidzira, achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Dzimŋe dzakawira muvu rakanaka, dzikamera, dzikaɓereka ɀiɓereko ɀinezana. Akati ataura iɀoɀo, akaɗanidzira, aciti: Unenzeʋe dzokunzwa, ŋgaanzwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka, dzikamera, dzikabereka zvibereko zvine zana. Akati ataura izvozvo, akadanidzira, achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka dzikakura dzikabereka zvakapetwa kazana. Paaitaura izvi akadaidzira achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe!’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Dzimwe dzakawira muvhu rakanaka dzikakura dzikabereka zvakapetwa kazana. Paaitaura izvi akadaidzira achiti, ‘Ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe!’ ” Viz kapitola |