Ruka 8:51 - Shona BIBLE51 Zvino akati asvika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petirosi, naJohani, naJakobho, nababa vomusikana, namai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ɀino wakati aȿika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petro, naJohane, naJakobo, naɓaɓa ʋomusikana, namai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Zvino akati asvika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petirosi, naJohani, naJakobho, nababa vomusikana, namai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Pavakasvika pamba hapana waakabvumira kupinda naye kusiya Pita naJemusi naJohani naBaba naamai vomwana iyeyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Pavakasvika pamba hapana waakabvumira kupinda naye kusiya Pita naJemusi naJohani naBaba naamai vomwana iyeyo. Viz kapitola |