Ruka 8:46 - Shona BIBLE46 Asi Jesu akati, “Mumwe andibata, nokuti ndanzwa kuti simba rabuda kwandiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Asi Jesu wakati: Mumŋe wandiɓata, nokuti ndanzwa kuti simba raɓuɗa kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Asi Jesu akati, “Mumwe andibata, nokuti ndanzwa kuti simba rabuda kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” Viz kapitola |