Ruka 8:24 - Shona BIBLE24 Vakauya kwaari, vakamumutsa, vachiti, “Tenzi! Tenzi! Tofa!” Ipapo akamuka, akarayira mhepo namafungu emvura; zvikaguma, kukadzikama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakaʋuya kwaari, ʋakamumutsa, ʋaciti: Tenzi! Tenzi! tofa! Ipapo akamuka, akaraira mhepo namafuŋgu emvura; ɀikaguma, kukadzikama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakauya kwaari, vakamumutsa, vachiti, “Tenzi! Tenzi! Tofa!” Ipapo akamuka, akarayira mhepo namafungu emvura; zvikaguma, kukadzikama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi tava kuparara.” Akamuka akatsiura mhepo namasaisai namafungu anotyisa. Zvakabva zvaganhuka kukabva kwati dzika–dzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi tava kuparara.” Akamuka akatsiura mhepo namasaisai namafungu anotyisa. Zvakabva zvaganhuka kukabva kwati dzika–dzika. Viz kapitola |