Ruka 7:47 - Shona BIBLE47 Naizvozvo ndinoti kwauri, ‘Zvivi zvake, zviya zvizhinji, wazvikanganwirwa, nokuti akada zvikuru; asi anokanganwirwa zvishoma, anoda zvishoma.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Naiɀoɀo ndinoti kwauri: Ɀiʋi ɀake, ɀiya ɀizhinji, waɀikaŋganwirwa, nokuti wakaɗa ɀikuru; asi unokaŋganwirwa ɀishoma, unoɗa ɀishoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Naizvozvo ndinoti kwauri, ‘Zvivi zvake, zviya zvizhinji, wazvikanganwirwa, nokuti akada zvikuru; asi anokanganwirwa zvishoma, anoda zvishoma.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ndinoti kwauri, zvitadzo zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti aratidza rudo rukuru; asi uyo anoregererwa zvishoma anoratidza rudo rushoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ndinoti kwauri, zvitadzo zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti aratidza rudo rukuru; asi uyo anoregererwa zvishoma anoratidza rudo rushoma.” Viz kapitola |