Ruka 7:4 - Shona BIBLE4 Ivo vakati vachisvika kuna Jesu, vakakumbira zvikuru kwaari, vachiti, “Iye akafanira kuti mumuitire izvozvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iʋo ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, ʋaciti: Iye wakafanira kuti mumuitire iɀoɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ivo vakati vachisvika kuna Jesu, vakakumbira zvikuru kwaari, vachiti, “Iye akafanira kuti mumuitire izvozvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pavakasvika kuna Jesu, vakamukumbirisa vachiti, “Anokodzera kuti mumuitire izvi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pavakasvika kuna Jesu, vakamukumbirisa vachiti, “Anokodzera kuti mumuitire izvi, Viz kapitola |