Ruka 7:36 - Shona BIBLE36 Zvino mumwe wavaFarisi akamukumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarisi uyu, akagara pakudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino mumŋe waʋaFarise wakakumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarise uyo, akagara pakudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino mumwe wavaFarisi akamukumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarisi uyu, akagara pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mumwe wavaFarisei akamukoka kuti azodya naye. Jesu akapinda mumba yomuFarisei uyu ndokugara pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Mumwe wavaFarisei akamukoka kuti azodya naye. Jesu akapinda mumba yomuFarisei uyu ndokugara pakudya. Viz kapitola |