Ruka 7:1 - Shona BIBLE1 Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakati apedzisa mashoko ake ose, ʋanhu ʋacianzwa, akapinda Kapernaume. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu. Viz kapitola |