Ruka 6:7 - Shona BIBLE7 Vanyori navaFarisi vakamutarisisa, kuona kana angamuporesa nomusi weSabata, kuti vawane pavangamupomera mhosva napo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanyori naʋaFarise ʋakamutarisisa, kuʋona kana aŋgamuporesa nomusi wesaɓata, kuti ʋawane paʋaŋgamupomera mhoȿa napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vanyori navaFarisi vakamutarisisa, kuona kana angamuporesa nomusi weSabata, kuti vawane pavangamupomera mhosva napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyanzvi dzoMutemo navaFarisei vakanyatsomutarisisa vachida kuona kuti angaporese here nezuva reSabata, kuti vawane mhosva yokumubata nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyanzvi dzoMutemo navaFarisei vakanyatsomutarisisa vachida kuona kuti angaporese here nezuva reSabata, kuti vawane mhosva yokumubata nayo. Viz kapitola |