Ruka 6:34 - Shona BIBLE34 Kana muchingopa ivo chikwereti, vamunoti muchadzoserwazve navo, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadzi vanopawo vatadzi chikwereti, kuti vapiwezve zvakaenzana nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Kana muciŋgopa iʋo cikwerete, ʋamunoti mucadzoserwa ɀe naʋo, munokuʋoŋgwa kwakaɗiniko? Nokuti naʋatadzi ʋanopa ʋo ʋatadzi cikwerete, kuti ʋapiwe ɀe ɀakaenzana naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Kana muchingopa ivo chikwerete, vamunoti muchadzoserwazve navo, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadzi vanopawo vatadzi chikwerete, kuti vapiwezve zvakaenzana nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Kana muchikweretesa vamunofunga kuti vanozokudzorerai munokodzera chitusoi? Kana vatadzi vanokweretesa vamwe vatadzi kuti vagodzorerwa zvakaenzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Kana muchikweretesa vamunofunga kuti vanozokudzorerai munokodzera chitusoi? Kana vatadzi vanokweretesa vamwe vatadzi kuti vagodzorerwa zvakaenzana. Viz kapitola |