Online Bible

- Reklamy -

Ruka 6:33 - Shona BIBLE

33 Kana muchingoitira zvakanaka avo vanokuitirai zvakanaka, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadzi vanodarowo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Kana muciŋgoitira ɀakanaka aʋo ʋanokuitirai ɀakanaka, munokuʋoŋgwa kwakaɗiniko? Nokuti naʋatadzi ʋanoɗaro ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Kana muchingoitira zvakanaka avo vanokuitirai zvakanaka, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadzi vanodarowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Uye kana muchiitira zvakanaka vanokuitirai zvakanaka munokodzera chitusoi? Nokuti kunyange vatadzi vanodarowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Uye kana muchiitira zvakanaka vanokuitirai zvakanaka munokodzera chitusoi? Nokuti kunyange vatadzi vanodarowo.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 6:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy