Ruka 6:29 - Shona BIBLE29 Anokurova padama, umurinzire rimwewo; anokutorera nguo yokunze, usaramba nenguo yomukatiwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Unokuroʋa paɗama, umurinzire rimŋe ʋo; unokutorera ŋguʋo yokunze, usamuramba neŋguʋo yomukati ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Anokurova padama, umurinzire rimwewo; anokutorera nguo yokunze, usaramba nenguo yomukatiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kune anenge akurova padama mutendeudzirezve rimwe; munhu anokutorera bhachi rako usamurambire kana hembe yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kune anenge akurova padama mutendeudzirezve rimwe; munhu anokutorera bhachi rako usamurambire kana hembe yako. Viz kapitola |