Ruka 6:19 - Shona BIBLE19 Vanhu vazhinji vose vakatsvaka kumunyangata, nokuti simba rakabuda kwaari rikavaporesa vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakatȿaka kumunyaŋgata, nokuti simba rakaɓuɗa kwaari rikaʋaporesa ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vanhu vazhinji vose vakatsvaka kumunyangata, nokuti simba rakabuda kwaari rikavaporesa vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vanhu vose vaivapo vaivavarira kumubata nokuti simba rakanga richibuda maari richiporesa vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vanhu vose vaivapo vaivavarira kumubata nokuti simba rakanga richibuda maari richiporesa vose. Viz kapitola |