Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:18 - Shona BIBLE

18 vakanga vauya kuzomunzwa, nokuporeswa zvirwere zvavo. Navakanga vachitambudzika nemweya yakan'ora vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 ʋakaŋga ʋaʋuya kuzomunzwa, nokuporeswa hosha dzaʋo. Naʋakaŋga ʋacitambudzika nemŋeya yetȿina ʋakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 vakanga vauya kuzomunzwa, nokuporeswa hosha dzavo. Navakanga vachitambudzika nemweya yakan'ora vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 vakanga vauya kuzonzwa zvaaitaura nokuporeswa matenda avo. Uye vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 vakanga vauya kuzonzwa zvaaitaura nokuporeswa matenda avo. Uye vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa vakaporeswa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy