Ruka 6:15 - Shona BIBLE15 naMateu, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeusi, naSimoni, ainzi Zerote; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 naMateo, naTomasi, naJakobo mŋanakomana waArfeo, naSimoni, wainzi Zerote; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 naMateu, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeo, naSimoni, ainzi Zerote; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti, Viz kapitola |