Ruka 6:13 - Shona BIBLE13 Zvino kwakati kwaedza, akadana vadzidzi vake; akasarudza kwavari vane gumi navaviri vaakatumidza zita rokuti vapostori; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino kwakati kwaedza, akaɗana ʋadzidzi ʋake; akasanaŋgura kwaʋari ʋanegumi naʋaʋiri, ʋaakatumidza zita rokuti ʋaapostora; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino kwakati kwaedza, akadana vadzidzi vake; akasarudza kwavari vane gumi navaviri vaakatumidza zita rokuti vapostori; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kuzoti kwaedza, akadana vadzidzi vake akasarudza pakati pavo gumi navaviri, vaakatumidza zita rokuti vapositori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kuzoti kwaedza, akadana vadzidzi vake akasarudza pakati pavo gumi navaviri, vaakatumidza zita rokuti vapositori. Viz kapitola |