Ruka 6:1 - Shona BIBLE1 Zvino nomusi weSabata akafamba napakati peminda yezviyo; vadzidzi vake vakatanha hura, vakadya, vachidzipukuta namaoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino nomusi wesaɓata wakafamba napakati peminda yeɀiyo; ʋadzidzi ʋake ʋakatanha hura, ʋakadya, ʋacidzipukuta namaʋoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino nomusi weSabata akafamba napakati peminda yezviyo; vadzidzi vake vakatanha hura, vakadya, vachidzipukuta namaoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvakazoitika kuti nomumwe musi weSabata Jesu aifamba napakati peminda yekoroni, vadzidzi vake vaipurura hura dzekoroni vachidzipukutira mumaoko vachidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvakazoitika kuti nomumwe musi weSabata Jesu aifamba napakati peminda yekoroni, vadzidzi vake vaipurura hura dzekoroni vachidzipukutira mumaoko vachidya. Viz kapitola |