Ruka 5:37 - Shona BIBLE37 Hakuna munhu achadira waini itsva muhombodo tsaru kana akadaro waini itsva ichaparusa hombodo, ikateuka, nehombodo dzikafawo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Hakunomunhu ucaɗira waini itȿa muhomboɗo tsaru; nokuti waini itȿa icaparusa homboɗo, ikateʋuka, nehomboɗo dzikafa ʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Hakuna munhu achadira waini itsva muhombodo tsaru kana akadaro waini itsva ichaparusa hombodo, ikateuka, nehombodo dzikafawo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Hakuna munhu angadururire, waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru. Kana akadaro, waini itsva inoputitsa zvigubhu izvozvo, waini ichadeuka nezvigubhu zvichaparadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Hakuna munhu angadururire, waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru. Kana akadaro, waini itsva inoputitsa zvigubhu izvozvo, waini ichadeuka nezvigubhu zvichaparadzika. Viz kapitola |