Ruka 5:20 - Shona BIBLE20 Iye akati achiona kutenda kwavo, akati, “Murume, wakanganwirwa zvivi zvako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Iye akati aciʋona kutenda kwaʋo, akati: Murume, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Iye akati achiona kutenda kwavo, akati, “Murume, wakanganwirwa zvivi zvako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvino paakaona chitendero chavo, Jesu akati, “Hama zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvino paakaona chitendero chavo, Jesu akati, “Hama zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitola |