Ruka 5:15 - Shona BIBLE15 Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuʋurisa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaʋuŋgana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji-zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo. Viz kapitola |