Ruka 4:27 - Shona BIBLE27 Kwakanga kuna vaiva namaperembudzi vazhinji pakati paVaIsiraeri pamazuva omuporofita Erisha; hakuna mumwe wavo akanatswa, asi Naamani bedzi, muSiria.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kwakaŋga kunaʋaiʋa namaperembudzi ʋazhinji pakati paʋaIsraeri pamazuʋa omuprofita Erisha; hakunomumŋe waʋo wakanatswa, asi Naamani ɓedzi, muSiria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Kwakanga kuna vaiva namaperembudzi vazhinji pakati pavaIsiraeri pamazuva omuporofita Erisha; hakuna mumwe wavo akanatswa, asi Naamani bedzi, muSiria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Uyezve muIsiraeri maiva navazhinji vaiva namaperembudzi panguva yomuporofita Erisha asi hakuna nomumwe wavo akabviswa maperembudzi akachenurwa, kunze kwaNaamani muSiria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Uyezve muIsiraeri maiva navazhinji vaiva namaperembudzi panguva yomuporofita Erisha asi hakuna nomumwe wavo akabviswa maperembudzi akachenurwa, kunze kwaNaamani muSiria.” Viz kapitola |