Ruka 4:20 - Shona BIBLE20 Akapeta bhuku, akaridzosera kumutariri, akagara pasi; meso avose vaiva musinagoge akamutarisisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akapeta buku, akaidzosera kumutariri, akagara pasi; meso aʋose ʋaiʋa musinagoge akamutarisisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akapeta bhuku, akaridzosera kumutariri, akagara pasi; meso avose vaiva musinagoge akamutarisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akazarira bhuku riya ndokuridzorera kumutariri, ogara pasi. Maziso avose avanhu vakanga vari musinagogu akaramba akamutarisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Akazarira bhuku riya ndokuridzorera kumutariri, ogara pasi. Maziso avose avanhu vakanga vari musinagogu akaramba akamutarisa. Viz kapitola |