Ruka 3:23 - Shona BIBLE23 Zvino iye Jesu akanga ana makore anenge makumi matatu, nguva yaakatanga kudzidzisa, ari, pakufunga kwavanhu, mwanakomana waJosefa, mwanakomana waHeri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino iye Jesu wakaŋga anamakore aneŋge makumi matatu, ŋguʋa yaakataŋga kudzidzisa, ari, pakufuŋga kwaʋanhu, mŋanakomana waJosefa, mŋanakomana waHeri, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino iye Jesu akanga ana makore anenge makumi matatu, nguva yaakatanga kudzidzisa, ari, pakufunga kwavanhu, mwanakomana waJosefa, mwanakomana waHeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino, iye Jesu panguva yaakatanga kuita basa rake akanga ana makore makumi matatu. Pakufunga kwavanhu vaiti mwanakomana waJosefi, mwanakomana waHeri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino, iye Jesu panguva yaakatanga kuita basa rake akanga ana makore makumi matatu. Pakufunga kwavanhu vaiti mwanakomana waJosefi, mwanakomana waHeri, Viz kapitola |