Online Bible

- Reklamy -

Ruka 3:22 - Shona BIBLE

22 Mweya Mutsvene akaburukira pamusoro pake nomufananidzo wakaita sowenjiva, izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, unodikanwa; ndinokufarira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mŋeya Mutȿene akaɓurukira pamsoro pake nomufananidzo wakaita sowenjiʋa, inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu, unoɗikanwa; ndinokufarira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Mweya Mutsvene akaburukira pamusoro pake nomufananidzo wakaita sowenjiva, izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, unodikanwa; ndinokufarira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mweya Mutsvene, aine muviri unenge wenjiva, akaburukira paari; izwi ndokubva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo ndiwe unondifadza zvikuru.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mweya Mutsvene, aine muviri unenge wenjiva, akaburukira paari; izwi ndokubva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo ndiwe unondifadza zvikuru.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 3:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy