Online Bible

- Reklamy -

Ruka 3:19 - Shona BIBLE

19 asi ishe Herodhi, akati arairwa naye pamusoro paHerodhiasi, mukadzi womunun'una wake, nezvakaipa zvose zvaakanga aita iye Herodhi,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 asi Herode muɓati, wakati arairwa naye pamsoro paHerodiasi, mukadzi womunuŋuna wake, neɀakaipa ɀose ɀaakaŋga aita iye Herode,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 asi ishe Herodhi, akati arairwa naye pamusoro paHerodhiasi, mukadzi womunun'una wake, nezvakaipa zvose zvaakanga aita iye Herodhi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi Herodhi, mumwe wavatongi vana, zvaakatsiudzwa naJohani pamusana paHerodhiasi mukadzi womunun'una wake uye napamusana pezvakaipa zvose zvaakanga aita,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Asi Herodhi, mumwe wavatongi vana, zvaakatsiudzwa naJohani pamusana paHerodhiasi mukadzi womunun'una wake uye napamusana pezvakaipa zvose zvaakanga aita,

Viz kapitola kopírovat

Ruka 3:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy