Online Bible

- Reklamy -




Ruka 3:15 - Shona BIBLE

15 Zvino vanhu vakati vagere vachatarisira, vose vachirangarira mumwoyo mavo pamusoro paJohani kuti zvimwe ndiKristu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacatarira, ʋose ʋaciraŋgarira mumŋoyo maʋo pamsoro paJohane, kuti ɀimŋe ndiKristu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino vanhu vakati vagere vachatarisira, vose vachirangarira mumwoyo mavo pamusoro paJohani, kuti zvimwe ndiKristu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino vanhu zvavakanga vava nechitarisiro, vose vachizvibvunza nechemumwoyo yavo nezvaJohani, vachifunga kuti zvimwe angadaro ari iye Mesia,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino vanhu zvavakanga vava nechitarisiro, vose vachizvibvunza nechemumwoyo yavo nezvaJohani, vachifunga kuti zvimwe angadaro ari iye Mesia,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 3:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy