Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:9 - Shona BIBLE

9 vakadzoka vachibva kuhwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 ʋakadzoka ʋacibva kubgiro, ʋakaʋudza ʋanegumi nomumŋe naʋamŋe ʋose ɀinhu iɀoɀo ɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 vakadzoka vachibva kubwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy