Ruka 24:5 - Shona BIBLE5 zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ɀino nokutya kwaʋo ʋakakotamira pasi neɀiso ɀaʋo, iʋo ʋakati kwaʋari: Munotȿakireiko mupenyu pakati paʋakafa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvavakanga vavakutya zvikuru vakamira vakatsikitsira uso pasi. Varume vaya vakati kwavari, “Munotsvakireiko vapenyu mukati mavakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvavakanga vavakutya zvikuru vakamira vakatsikitsira uso pasi. Varume vaya vakati kwavari, “Munotsvakireiko vapenyu mukati mavakafa. Viz kapitola |