Ruka 24:46 - Shona BIBLE46 Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Akati kwaʋari: Ndiɀo ɀakanyorwa, kuti Kristu ucatambudzika, agomuka kuʋakafa nezuʋa retatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu Viz kapitola |