Ruka 24:34 - Shona BIBLE34 Ivo vakati, “Ishe amuka zvirokwazvo; aonekwa naSimoni.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Iʋo ʋakati: Ishe wamuka ɀirokwaɀo; waʋonekwa naSimoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ivo vakati, “Ishe amuka zvirokwazvo; aonekwa naSimoni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakati, “Tenzi wamuka zvechokwadi uye azviratidza kuna Simioni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 vakati, “Tenzi wamuka zvechokwadi uye azviratidza kuna Simioni.” Viz kapitola |