Ruka 24:30 - Shona BIBLE30 Zvino akati agara navo pakudya, akatora chingwa, akachiropafadza, akachimedura, ndokuvapa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino wakati agara naʋo pakudya, akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokuʋapa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino akati agara navo pakudya, akatora chingwa, akachiropafadza, akachimedura, ndokuvapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari. Viz kapitola |