Ruka 24:23 - Shona BIBLE23 nokuti vakati vachishayiwa chitunha chake, vakauya vachiti, vaona chiratidzo chavatumwa vaiti mupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 nokuti ʋakati ʋacishaiwa muʋiri wake, ʋakaʋuya ʋaciti, ʋaʋona ciratidzo caʋatumŋa ʋaiti mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 nokuti vakati vachishayiwa chitunha chake, vakauya vachiti, vaona chiratidzo chavatumwa vaiti mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vakashaya chitunha chake. Vadzoka vavakuti vaona chiratidzo chavatumwa vari kuti mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 vakashaya chitunha chake. Vadzoka vavakuti vaona chiratidzo chavatumwa vari kuti mupenyu. Viz kapitola |