Ruka 24:14 - Shona BIBLE14 vakanga vachitaurirana pamusoro pezvinhu zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 ʋakaŋga ʋacitaurirana pamsoro peɀinhu ɀose ɀakaŋga ɀaitika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 vakanga vachitaurirana pamusoro pezvinhu zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 vachitaurirana nezvezvinhu izvi zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 vachitaurirana nezvezvinhu izvi zvose zvakanga zvaitika. Viz kapitola |