Ruka 24:13 - Shona BIBLE13 Pazuva iroro vamwe vaviri vavo vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, wakanga uri kure neJerusaremu masitadhi ana makumi matanhatu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Pazuʋa irero ʋamŋe ʋaʋiri ʋaʋo ʋakaŋga ʋacienda kumusha wainzi Emausi, wakaŋga uri kure neJerusarema mastadia anamakumi matanhatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Pazuva iroro vamwe vaviri vavo vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, wakanga uri kure neJerusaremu masitadhi ana makumi matanhatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zuva rakarero vamwe vavo vaviri vaienda kunomumwe musha wainzi Emausi waiva makiromita gumi nerimwechete kubva kuJerusaremu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zuva rakarero vamwe vavo vaviri vaienda kunomumwe musha wainzi Emausi waiva makiromita gumi nerimwechete kubva kuJerusaremu, Viz kapitola |