Ruka 24:11 - Shona BIBLE11 Mashoko awa akaita soupenzi kwavari; vakasaatenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mashoko awa akaita sooʋupenzi kwaʋari; ʋakasaatenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mashoko awa akaita soupenzi kwavari; vakasaatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Viz kapitola |