Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:8 - Shona BIBLE

8 Zvino Herodhi akafara kwazvo–kwazvo achiona Jesu; nokuti aida kumuona kare, zvaakanga anzwa zvake; akafunga kuti achaona chimwe chiratidzo chingaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Herode wakafara kwaɀo‐kwaɀo aciʋona Jesu; nokuti waiɗa kumuʋona kare, ɀaakaŋga anzwa ɀake; akafuŋga kuti ucaʋona cimŋe ciratidzo ciŋgaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Herodhi akafara kwazvokwazvo achiona Jesu; nokuti aida kumuona kare, zvaakanga anzwa zvake; akafunga kuti achaona chimwe chiratidzo chingaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy