Ruka 23:56 - Shona BIBLE56 Vakadzoka, vakagadzira zvinonhuwira namafuta. Vakazorora nomusi weSabata vachiterera murairo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Ʋakadzoka, ʋakagadzira ɀinonhuwira namafuta. Ʋakazorora nomusi wesaɓata ʋaciterera murairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Vakadzoka, vakagadzira zvinonhuwira namafuta. Vakazorora nomusi weSabata vachiterera murayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Vakadzokera vakandogadzirira tunonhuwirira namafuta. Pazuva reSabata vakazorora sezvaidiwa nomutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Vakadzokera vakandogadzirira tunonhuwirira namafuta. Pazuva reSabata vakazorora sezvaidiwa nomutemo. Viz kapitola |