Ruka 23:55 - Shona BIBLE55 Navakadzi vakanga vauya naye, vachibva Gareriya, vakavatevera, vakaona hwiro, nomuisirwo womutumbi wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Naʋakadzi ʋakaŋga ʋaʋuya naye, ʋacibva Garirea, ʋakaʋateʋera, ʋakaʋona bgiro, nomuisirwe womutumbu wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 Navakadzi vakanga vauya naye, vachibva Gariria, vakavatevera, vakaona bwiro, nomuisirwo womutumbi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 vakadzi vakanga vauya naye vachibva kuGarirea vakatevera vakaona guva racho uye kuti chitunha chakanga charadzikwa sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona55 vakadzi vakanga vauya naye vachibva kuGarirea vakatevera vakaona guva racho uye kuti chitunha chakanga charadzikwa sei. Viz kapitola |