Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:53 - Shona BIBLE

53 akachiburusa, akachiputira nomucheka, akachiuisa muhwiro hwakanga hwakacherwa pabwe, makanga musina kumbovigwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 akauɓurusa, akauputira nomuceka, akauisa mubgiro bgakaŋga bgakacerwa pabge, makaŋga musina‐kumboʋigwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

53 akachiburusa, akachiputira nomucheka, akachiuisa mubwiro hwakanga hwakacherwa pabwe, makanga musina kumbovigwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Akachidzikisa akachiputira mufuko rejira rerineni. Akamuradzika muguva rakanga raitwa zvokuchezerwa mudombo makanga musati mamboradzikwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 Akachidzikisa akachiputira mufuko rejira rerineni. Akamuradzika muguva rakanga raitwa zvokuchezerwa mudombo makanga musati mamboradzikwa munhu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:53

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy