Ruka 23:5 - Shona BIBLE5 Ivo vakanyanya, vachiti, “Anomutsa vanhu, achidzidzisa muJudhiya rose, achitanga paGareriya kusvikira pano.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iʋo ʋakanyanya, ʋaciti: Unomutsa ʋanhu, acidzidzisa muJudea rose, acitaŋga paGarirea kuȿikira pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ivo vakanyanya, vachiti, “Anomutsa vanhu, achidzidzisa muJudhea rose, achitanga paGariria kusvikira pano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakatobva vasimbisisa kuti, “Anomutsa nyonganyonga muvanhu, achidzidzisa muJudhea yose kubvira kuGarirea kusvikira kuno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakatobva vasimbisisa kuti, “Anomutsa nyonganyonga muvanhu, achidzidzisa muJudhea yose kubvira kuGarirea kusvikira kuno.” Viz kapitola |