Ruka 23:41 - Shona BIBLE41 Kana tirisu, takaitirwa patakafanirwa napo; nokuti isu tinopiwa zvakafanira mabasa edu; asi uyu haana kuita chinhu chisakafanira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Kana tirisu, takaitirwa patakafanirwa napo; nokuti isu tinopiwa ɀakafanira maɓasa eɗu; asi uyu haana‐kuita cinhu cisakafanira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Kana tirisu, takaitirwa patakafanirwa napo; nokuti isu tinopiwa zvakafanira mabasa edu; asi uyu haana kuita chinhu chisakafanira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Kwatiri isu zvakakodzera nokuti tiri kuwana zvakakodzerana nezvatakaita. Asi uyu haana zvaakatadza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Kwatiri isu zvakakodzera nokuti tiri kuwana zvakakodzerana nezvatakaita. Asi uyu haana zvaakatadza.” Viz kapitola |