Online Bible

- Reklamy -

Ruka 23:31 - Shona BIBLE

31 Nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, wakaoma uchaitirweiko?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Nokuti kana ʋaciita iɀi kumuti munyoro, wakawoma ucaitirweiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, wakaoma uchaitirweiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, ko kutozoti kuno muti wakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, ko kutozoti kuno muti wakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 23:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy