Ruka 23:19 - Shona BIBLE19 Iye akanga asungwa mutorongo nemhaka yebope rakanga ramutswa muguta, neyokuuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Iye wakaŋga asuŋgwa mutoroŋgo nemhaka yeɓope rakaŋga ramutswa muguta, neyokuʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Iye akanga asungwa mutorongo nemhaka yebope rakanga ramutswa muguta, neyokuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Bharabhasi murume akanga aiswa mujeri pamusana penyonganyonga yakanga yamuka muguta uye nokuuraya munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Bharabhasi murume akanga aiswa mujeri pamusana penyonganyonga yakanga yamuka muguta uye nokuuraya munhu. Viz kapitola |