Ruka 23:15 - Shona BIBLE15 kunyangwe naHerodhiwo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakuna chinhu chakaitwa naye, chakafanira rufu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kunyaŋge naHerode ʋo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakunecinhu cakaitwa naye, cakafanira rufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 kunyange naHerodhiwo; nokuti wamudzosera kwatiri; tarirai, hakuna chinhu chakaitwa naye, chakafanira rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kunyangewo Herodhi nokuti amudzorera kwatiri. Tarisai muone kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 kunyangewo Herodhi nokuti amudzorera kwatiri. Tarisai muone kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu. Viz kapitola |