Ruka 23:14 - Shona BIBLE14 akati kwavari, “Mauya kwandiri nomunhu uyu, muchiti, anotsausa vanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhosva yezvinhu zvamunomupomera nazvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 akati kwaʋari: Maʋuya kwandiri nomunhu uyu, muciti: Unotsausa ʋanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhoȿa yeɀinhu ɀamunomupomera naɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 akati kwavari, “Mauya kwandiri nomunhu uyu, muchiti, anotsausa vanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhosva yezvinhu zvamunomupomera nazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera Viz kapitola |