Ruka 23:1 - Shona BIBLE1 Zvino vose vakanga vakaungana, vakasimuka, vakaenda naye kuna Pirato. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋose ʋakaŋga ʋakaʋuŋgana, ʋakasimuka, ʋakaenda naye kunaPirato. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vose vakanga vakaungana, vakasimuka, vakaenda naye kuna Pirato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chita chose chiya chavanhu chakasimuka chikaenda naye kuna Pirato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Chita chose chiya chavanhu chakasimuka chikaenda naye kuna Pirato. Viz kapitola |