Ruka 22:64 - Shona BIBLE64 Vakafukidzira meso ake, vakamubvunza, vachiti, “Porofita kuti ndiani akurova.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Ʋakafukidzira meso ake, ʋakamubvunza, ʋaciti: Profita kuti ndiani wakuroʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200264 Vakafukidzira meso ake, vakamubvunza, vachiti, “Porofita kuti ndiani akurova.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Vakamusunga kumeso vachimubvunza vachiti, “Porofitaka. Ndiani akurova.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona64 Vakamusunga kumeso vachimubvunza vachiti, “Porofitaka. Ndiani akurova.” Viz kapitola |