Ruka 22:46 - Shona BIBLE46 Akati kwavari, “Mavatireiko? Mukai, munyengetere, kuti murege kupinda pakuedzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Akati kwaʋari: Maʋatireiko? Mukai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda pakuidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Akati kwavari, “Mavatireiko? Mukai, munyengetere, kuti murege kupinda pakuedzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akati kwavari, “Sei muchikotsira, mukai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Akati kwavari, “Sei muchikotsira, mukai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitola |