Ruka 22:44 - Shona BIBLE44 Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino, ari pakutambudzika kukuru, wakanyanya kunyeŋgetera; ziya rake rikaita samaɗonhwe eropa, akaɗonhera pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Jesu achirwadziwa zvakanyanya kudaro, akatonyanya kunamata. Dikita rake rakaita samadonhwe makuru eropa achidonhera pasi.] Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Jesu achirwadziwa zvakanyanya kudaro, akatonyanya kunamata. Dikita rake rakaita samadonhwe makuru eropa achidonhera pasi.] Viz kapitola |